Mweya wemunhu (Nge. Spirit) ndicho chikamu chemunhu chisiri nyama, chisingabatike kana kuonekwa, uye chinogara kana munhu afa. Vakristu vanotenda kuti mweya wemunhu unoenda kuna Mwari kana achinge afa; Mwari vanotonga munhu uyu vachisarudza kuti munhu anopinda denga here kana kuti anoenda kugehena.

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza