Mudzimu (Nge. spirit of family; ancestral spirits) midzimu kana vadzimu pahuwandu zvinoreva shavi re mhuri ne hama dzakafa. Mutsika ye Vashona kuti munhu aitwe mudzimu kunobatwa seremoni re Kurova guva makore maviri apfuura kubva musi wakafa munhu, ndipo pano invhaitwa shavi rake kujoinha vamwe vakafa vemhuri yacho. Vanhu vanotenda kuti kana munhu akasainvhaitwa piriyodhi ye nguva ichipo anoipedzisira aita chipo, ndipopaanozoita shavi rakashata, kana chipoko.

Muchikaranga chedu tinotenda zveNyikadzimu iyi ndiyo nyika igere Vadzimu parufu (munhu wese achazove mudzimu rimwe zuva, saka zvinoreva kuti Nyikadzimu ndiro "denga" rinotendwa mutsika yedu). Midzimu inodanwa nevanhu pavanoda rubatsiro sezvinoita Vakristu kudana Vasande.

  • Mudzimu waive Disembodied spirit futi.[1]

Mitauro yeAfrica chinjirudza

  • Chuabo vanoti muzimu (n. spirit).

Tarisai futi chinjirudza

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. George Fortune, (1930), "A vocabulary of the dialects of Mashonaland in the new orthograpy/" Peji. 68., Bertram H.Barnes, C.R., London, The Sheldon press, Northumberland Avenue W.C.2, University of Florida Libraries. Yakatariswa 29 Kubvumbi 2022.