Nyikadzimu (nge. spirit world; heaven; ancestral spriti world) ndiyo nyika ye Hudzimu (kana vumweyamweya) isingaoniki inoendwa ne shavi remunhu pakufa kwake.

Mashoko okuti mudzimu kana shavi ese anoreva kuti mweya, asi anoshandiswa kupatsanura mhando ye mweya, mudzimu imweya kana shavi remhuri dzakafa - matateguru anaambuya nevamwe wo. Asi, shavi imweya wemunhu pachake uye imweya wemunhu pachake akasa kwanisa kuwaneruagare pakufa akafamba famba uye nokupinda vanhu.

Mashoko ashandiswa chinjirudza

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza

Mabviro eruzivo chinjirudza

http://www.scielo.org.za/scielo.php?script=sci_arttext&pid=S1445-73772013000100006