Mhondoro
Mhondoro (nge. Spirit; spiritual messenger) yakafanana ne Shavi, ndidzo dzaive ngirozi dzeChishona shoko rokuti ngirozi risati raunzwa ne Vazungu.
Homwe yaive host of a spirit, kureva musvikirwa aipindwa ne Mhondoro kana Shavi - kana chinonzi ne Vakristu "ngirozi".[1] Asi kuChihebheru ne Chiarabhu ngirozi haiko, chinonzi ngirozi ne Vazungu, munyai (messenger) kuVajudha ne Vaarabhu, kuChishona ndidzo mhondoro ne shavi, vanyai (messengers).
Mubhaibheri
chinjirudzaMurhipota wekuPatriot akanyora achiti:
The statement below, namely: “The angel Gabriel and the Christ of God, the Lord of hosts…,’ is translated as such in the Shona Bible: “Ngirozi yaGabriel naKristu waMwari, Jehovah wehondo.”
This is totally dissociated from Shona and applies foreign words for things we already had words for prior to the coming of whites.
The proper way to translate the above is: “Mhondoro Gabriel, nemuzodzwa waMwari, Ishe wehomwe.”
ChirevoMhondoro Gabhurieri, nemuzodzwa waMwari, Ishe wehomwe = Spirit Gabriel and the anointer of God, the lord of hosts.
Mamwe mapeji ekutarisa
chinjirudza- Kuzodza (to anoint),
- Mweya
- Svikiro - svikiro dzinonzi "spirit mediums" asi pachokwadi ndiwo maporofita, ma pristi, ne vashe, asi mashoko eChishona haana kushandiswa mukunyorwa kweBhaibheri, takapuhwa mashoko eChingezi, tsika dzedu dzikaitwa sedzeuroyi. Asi pakuongorora, zvinoitwa na Mapristi ndizvo zvinoitwa ne svikiro, Maporofita ne Mapuristi vanoti vanonzwa kubva kuna Mwari uye Vakatholiki vanotoendera mberi kusvika pakutoti vatungamiri vavo, mazwi avanotaura akakosha seaMwari, uye nekuti vanotaurira Mwari. Pamusoro pezvo vanhu veChikatholiki vanonamata Vasande na Mai Maria, asi kuChivanhu kuna Mwari mumwechete, svikiro ("priests, prophets"; mediums) dzinonzwa kubva kuna Mwari dzoudza vanhu. Zvakafanana nezvakaitwa na Mhoze muMavambo (genesisi). Mwari vakuya futi kuna Abhurahama se mhondoro (ngirozi) tatu muna Mavambo.
- Murungu