<<<< Kubuda >>>> Numeri

N'wadhi re Varevhi kana Vakadana (kureva Leviticus; kubva kuChigiriki Chekare: Λευιτικόν, Leuïtikón; Chihebheru: וַיִּקְרָא, Vayyīqrāʾ, "Vakadana") mamwe man'wadhi anoridana achiti Mupiro kana Revhitiko, In'wadhi rechitatu muTorah uye nemuTestamende Rekare, rinozivikanwa wo kumwe sa N'wadhi Ritatu raMozhe. Vafundi vanotenderana kuti rakagadzirwa panguva yakareba, miriro yavo yanhasi yakagadzirwa muNguva ye Perusiya, kubva muna 538–332 BC.

Ringai zve: chinjirudza