Mazwi eBantu chinjirudza

  • Baila vanoti ku tanga (to make a covenant) vachireva kuita mhiko? Fananidzai nokuti ndanga.
  • Mururimi rweYao vanoti malango (understanding, cleverness).
  • Mururimi rweTaita vanoti ndanga (n. pip - a small hard seed in a fruit) kureva mhodzi hukutu yakadai seye mandimu.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.