Ndunge izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Jane Ndunge; Ndunge Mwelelu; Carol Ndunge; Irene Ndunge.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti ndunge (n. cunning, idea; skill; mentality; mind; wisdom).