Chipo Chekupiwa

(runangakatsva kubva kuNemukono wangu)

Chipo Chekupiwa (present; present) kureva chinhu chokupiwa semadanha.

  • Pamuchato tinonzwa vanhu vachiti - ndinoda kuti makorokoto kuvachati nemukono wangu wezana remadhora. Ko izwi rokuti nemukono wangu rinotaurwa rinomborevei?

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaWabo vanoti mukono (present, gift) vachireva chipo kana mukono.
  • VaWabo vanoti mukono waaga (my gift) vachireva chipo changu kana mukono wangu.
  • Kidawida vanoti mkono (n. gift) kureva chipo.