Ngongolo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo Kinshasa, Tanzania neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Choshi Ngongolo; Nokuthula Ngongolo; Mercia Ngongolo; Kulwa Ngongolo.
  • Mazwi ari pedyo: Nyongolo sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.