Ngoni izita rekupiwa reChishona riwanzowanikwa richitumidzwa vana vechikomana asi izita revanakomana ne vanasikana. Rinoreva kuti mercy kana kuti compassion.

Zita iri rinogona kushandiswa wo sedunhurirwa (kana zita musere) remazita aripazasi:

Mamwe mazita chinjirudza

Mazita anoreva zvimwechete chinjirudza

Mapeji ekutarisa chinjirudza