Nhaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMozambique.

  • Vanhu vane zita iri: Julia Nhaka; Lucia Nhaka; Tania Nhaka; Nhaka Dube.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Sangho vanoti taka (n. first; original).
  • Sangho vanoti takando (n. prehistory; prehistoric world).
  • VaZigula vanoti ufa (n. legacy; heirloom) kureva nhaka.