Gota, nhanga, kora, buwa (sleeping quarters for unmarried boys or girls) kureva marindo evasikana kana vakomana vasina kuroora kana kuroorwa.
- Kora (sleeping hut) izwi iri rinotaurwa kuChiManyika kureva imba yokurara.
- Chembere mukadzi hazvienzane nekurara mugota.
- Harahwa murume hazvienzane nekurara munhanga.
Mitauro yeAfrikaEdit