Nhongonya

Nhongonya (topmost part of head) zvinoreva chikamu chakanyanya kukwira chemusoro.

Kurerutsa MutauroEdit

  • Rudziyakamwe inguva apo zuva rinopisa zvakanyanya; panguva iyi zuva rinenge riri pakati pedenga richirova nhongonya.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaHerero vanoti tongama (elevated, raised above other objects, over-topping them; overtop).
  • VaHerero vanoti tongama (culminate - as of sun reaching the zenith; high, lofty, aerial, be prominent).
  • VaHerero vanoti ondongama kana ondongamo (elevation).
  • VaHerero vanoti tongamisa kana tongoza (elevated, to raise up, raise higher).
  • VaWabo vanoti mutongonongo (n. peak) kureva nhongonya.