Nondekedzo (kureva ionization; ionisation) inzira inoshandiswa ne hatomu kana morekuru kuwana chaji iri hwaradada kana nharadada nekubvika (kugheina) kana kurasa mhodzigetsi, kazhinji pamwechete ne dzimwe shanduko dze chemishonga. Mhedzisiro ye mhodzigetsi ye hatomu kana morekuru rakachajwa rinonzi nonda. Nondekedzo imhedzisiro yekurasika kwe mhodzigetsi mushure mekolizheni nemheu dze chidzasihatomu, makolizheni anoitika nemamwe mahatomu, mamorekuru ne manonda, kana nekuintarakita ne unye ye getsimagineti. Klivheji ye bhondi re chiheteroli (heterolytic) kana mbinguro dze sabhusichuti ye chiheteroli anogona kupesedzera nekusikwa kwe mapeya enonda. Nondekedzo inogona kuitika ne bvurunuko ye husasaradzi nenzira ye rupinduko rwe mukati, umo munotransifeywa ito (eneji) ne usomo wakavirutswa kuenda mudzimwe mhodzigetsi dze shell-remukati rayo, zvinobva zvakonzeresa kuitugurwe[1] (ejected).

Mamwe mashoko

chinjirudza

Mabviro eruzivo

chinjirudza
  1. https://vashona.com/en/dictionary/en/eject