Nyachitu sezita
Nyachitu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Joyce Nyachitu; Betty Nyachitu.
- Mazwi ari pedyo: Nyamupachitu.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kikongo inoti ekitu (n. metamorphosis, change, altered appearance, transfiguration).