Nyamupachitu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Gerald Nyamupachitu; Isaac Nyamupachitu; Cephas Nyamupachitu; Theresa Nyamupachitu.
  • Mazwi ari pedyo: Nyachitu sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaMambwe vanoti citu (n. a kind of edible tuber) rudzi rwemudzi unodyiwa sezvarehwa.
  • Zigula vanoti chiti (n. chair) vachireva chigaro. Mamwe mazwi: viga va chiti (n. chair legs).
  • Kinande ekitu (n. cloud; packet) kureva gore kana paketi. Maore vanoti shitru (n. thing) kureva chinhu.
  • VaKongo vanoti jitu (respect, honour, character, good reputation, esteem) kureva ruremekedzo.
  • VaKongo vanoti jitiswa (to be distinguished, respected). Mamwe mazwi jitisa (to respect, honour, esteem).
  • Kikongo inoti ekitu (n. metamorphosis, change, altered appearance, transfiguration). Ejitu (n. heaviness, weight) kureva uremu.
  • VaLunda vanoti chitu (Wound) kureva chironda. VaMakua vanoti mchitu (place) kureva nzvimbo.