Nyamugama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vakakurumbira vane zita iri: Daniel Nyamugama, Olivia Nyamugama; Tendeykayi Nyamugama.
  • Mazwi ari pedyo: Gamanya sezita; Chigama sezita.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Lugwere inoti kugaama (v. speak in unison) kureva kutaura mose pamwechete. Zulu inoti ukugamanxa induku (to hold a stick by the middle).
  • MaZulu vanoti gamanxa (ideophone of acting incompletely, doing by halves). Sokuti: Ithunga selithe gamanxa (The milk-bucket is half full).
  • Zulu inoti gamanxa (Act incompletely, do by halves ; hold in the middle). Sokuti: Ukukhuluma ngisakugamanxile (I am half-way through my talk).
  • Shilluk inoti gam (receive, catch something or someone, usually in one's hands; 2. deliver, act as a midwife, "catching a baby") kureva kugamha.
  • Kidawida vanoti kugama kana kukoronga (v. to irritate; aggravate; annoy).