Nyamutswa izita remhuri muZimbabwe rinotodzana nemushwati kana mutswa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti muthoa (n. white ants) kureva mutswa. Mamwe mazwi: kerima kya muthoa (anthill) kureva churu.
  • VaLunda vanoti nswa kana muswa (white ants) vachireva mutswa.
  • VaWanga vanoti eshiswa (ant-hill) kureva churu.