Muchenje

(Redirected from Mutswa)
Muchenje une shaya huru kuOkavango Delta, Botswana
Kaduku kemuchenje

Muchenje kapuka kanenge svosve. Muchenje unovaka imba yawo nevhu kuita churu. Muchenje tusikwa tunogarobisha: ants are little creatures that are always busy.

Mamwe mazwi anoreva muchenje ndeaya: mushwati kana mutswa. Nyamutswa rikagova zita remhuri.

Mipanda yeMuchenjeEdit

Mamwe MazwiEdit

Churu, chidzere kana,

  • Chitsope (small dome-like ant-hills whose earth is specially good for floors).
  • Hwiringwindi (Large entrance to termite nest). Akawira muhwiringwindi yegomba: he fell into a big termite hole.

Mitauro yeBantuEdit

  • Mazwi okuti nswa kana muswa (white ants) anotaurwa mururimi rweLunda neLenje kureva mutswa.
  • Izwi rokuti chulu (anthill) ariotaurwa mururimi rweLenje.

TsumoEdit

  • Jenje kunyangata izvo kuruma harigoni. The large soldier termite makes (threatening) sounds but it is unable to bite.