Nyanga (horns in English) dzakagadzirwa nezvinoita kunge mapfupa. Nyanga dzinoshandiswa pakurwa kwemhuka uye sezvishongo zvemhuka.

Tsumo chinjirudza

  • Rina manyanga hariputirwe mushunje.
  • Zvamaiti zizi rine nyanga! Manhenga wowo, harina nyanga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza