Nyawira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Munyaradzi Nyawira; Nessie Nyawira; Rahab Nyawira

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.