Kuseri

(Redirected from Paseri)

Kuseri, seri, kana museri (on the other side; behind) zvinoreva rimwe remativi maviri echinhu risiri iro rakatariswa.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja vanoti seri (n. the other side of) zvichireva kuseri.