Punga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neAngola.

  • Vanhu vane zita iri: Wadzanai Punga; Punga Selepe; Hugue Punga.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti punga (n. sauce, bundle, portion, handful).
  • Kimbundu inoti punga (n. emissary of soba, messenger, adviser, precursor).