Rukongo sezita
Rukongo izita remhuri rinowanikwa kuNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Harriet Rukongo; Alex Rukongo; Jessica Rukongo; Diego Rukongo.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yokuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Zigula vanoti rukongo (n. a row, a line) kureva mudungwe kana mutsetse. Mamwe mazwi: kongo (n. crowd, multitude).
- Zigula vanoti magongo (n. short thick stick) kureva chimuti chipfupi chikobvu. Mamwe mazwi: magongo (n. kind of fruit).
- Zigula vanoti mgongo (n. the back, backbone; blunt edge of a knife) kureva zvinoita musana kana webanga.
- Sangho vanoti lokongo (v. collecting; compiling).
- Kiwanga vanoti olukongo (n. ridge of country, hence a district).