Midzi

(runangakatsva kubva kuRunzinde)

Midzi (roots) apa kureva chikamu chomuti chinokura pasi pevhu. Vamwe vatauri vanoti runzinde kana nzinde.

Mitauro yeAfrikaChinjirudza

  • Kabiye vanoti hoka kana woka (n. small root of a plant, vessel).
  • Luganda vanoti omulandira (n. Root) kureva mudzi.