Kabiye mutauro weAfrica unowanikwa kuTogo.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Kabiye inoti aayi (adv. of negation). Fananidzai neIsiNdebele inoti haai.
  • Kabiye inoti ɖɩm (v. extinguish) kureva kudzima. Mamwe mazwi: ɖɩnɖɩ (loc. where) kureva kupi.
  • Kabiye inoti feendu (laziness) kureva nungo. Mamwe mazwi: feendu (sloth). Fananidzai nokuti pfende?
  • Kabiye inoti fenje (adv. light without weight) kureva kureruka. Fananidzai nokuti mufenje?
  • Kabiye inoti haaa (adv. wide open; gaping) kureva pakashama. Mamwe mazwi: hololo, wololo (adj. soft) kureva kupfava.
  • Kabiye inoti hɛlɛm (adj. heavy) kureva kurema. Mamwe mazwi: mbusi kana mbuwa (n. goat) kureva mbudzi.
  • Kabiye inoti hoɖe, hola (n. nerve; physical force). Mamwe mazwi: hoɣa; hosi; hoo; howa (n. pregnancy) kureva nhumbu.
  • Kabiye inoti naanaza (adj. four) kureva ina. Mamwe mazwi: nambaʋ kana nambaŋ (n. hernia).
  • Kabiye inoti njɛyɛ, njaa (n. 1. ruined house; 2 • location of an old house ) kureva dongo.
  • Kabiye inoti sɛɣ, sewa kana sɛsɩ (n. knife) kureva banga. Mamwe mazwi: pam (adj. full) - fananidzai nokuti pamu pamu kuzara.
  • Kabiye inoti tambala (belt) kureva bhande. Fananidzai nokuti Mutambara?
  • Kabiye inoti wʋndʋ kana hʋndʋ (1. bird feathers; 2. hair - human or animal; 3. peels of fruit or tubers; 4. peanut shells).
  • Kabiye inoti wʋnɖʋʋ (v. shell; peel; strip) kureva kutongonora kana kumenya. Fananidzai nokuti kuwundura?
  • Kabiye inoti kajaaʋ (n. tick that remains on oxen, sheep and goats) kureva chikwekwe. Mamwe mazwi: () kureva [[]].
  • Kabiye inoti kɩɖaʋ (distinctive sign; imprint; emblem; seal) kureva chidau. Mamwe mazwi: kɩɖaʋ kɛdɛɛka (national emblem).
  • Kabiye inoti kɩgalʋʋ (census n.m. derived from kalʋʋ 'count') kureva kuverenga vanhu.
  • Kabiye inoti kɩkɛtʋ (adj. qual. which is dissected). Mamwe mazwi: kɩkɛtɩnʋʋ (object with which one can shell or break a shell or shell).
  • Kabiye inoti kpololo (flowing, fluid) kureva kuyerera kana kuchururuka. Mamwe mazwi: kpoma (spinach used to prepare sauce).
  • Kabiye inoti kuu (n. collection; v. to gather) kureva kuungana.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Kabiye inoti ahosa (n. flattery). Mamwe mazwi: ɖama (reciprocity).
  • Kabiye inoti aliki (n. eclipse of moon or sun). Mamwe mazwi: ɖanɖamaa (adv. state of permanent weakness).
  • Kabiye inoti caawaa (n. fathers, bosses, lords) kureva madzibaba?. Mamwe mazwi: mindu (n. clouds) kureva makore.
  • Kabiye inoti caja (n. dean of the family; Grand). Fananidzai nokuti Majaja sezita?
  • Kabiye inoti cenje (on both sides; with both hands; simultaneous (two things).
  • Kabiye inoti cɛbʋ (v. cut, break) kureva kucheka. Mamwe mazwi: cʋɖʋɖʋ (fixedly).
  • Kabiye inoti ɖeu (be beautiful, beautiful; be good, good). Mamwe mazwi: ɖeyu; ɖeyaa (person who has a beautiful physique, who is beautiful; person who has a good character).
  • Kabiye inoti ɖɛnɖɛmɛɛ (adv. nonchalamment). Mamwe mazwi: ɖɩbanɖɛ (good location; good place; well located).
  • Kabiye inoti ɖɩbayɛ (place where) kureva nzvimbo ye. Mamwe mazwi: ɖɩbazɩyɛ (place where the command is made).
  • Kabiye inoti ɖɩlaɖɛ (place where something is done; place of manufacture). Mamwe mazwi: lɩtʋ (n. necklace; pearls).
  • Kabiye inoti egonɖe (n. elephant trunk). Mamwe mazwi: fem (v. wake up; resurrect) kureva kumuka.
  • Kabiye inoti hoye, woye (n. liver) kureva chiropa. Mamwe mazwi: hutu, wutu (n. envelope of a grain).
  • Kabiye inoti lɩzɩtʋ (act of removing; act of choosing; act of saving; act of designating; act of photographing).
  • Kabiye inoti lone; lona (1. place; location n.m. 2. seat - place where an authority or management of an enterprise resides).
  • Kabiye inoti namhoka (n. ligament of the testicle). Mamwe mazwi: nɖeke (apart; separately adv. isolated; away).
  • Kabiye inoti pala (adv. early) kureva kukasira. Mamwe mazwi: pɛmbɛ (adj. near) kureva pedyo
  • Kabiye inoti piya (children) kureva vana. Mamwe mazwi: pɩndʋ (feces; stool; human waste) kureva mavi.
  • Kabiye inoti saɖaɖa (1.adj. very straight; straight 2.adj. beautiful). Mamwe mazwi: sɛɛka (n. prison() kureva jeri.
  • Kabiye inoti saaa (term of excitement, stimulation or encouragement and motivation) izwi rokusasadzira imbwa.
  • Kabiye inoti sika (bee or wasp stinger) kureva rumborera. Mamwe mazwi: solo (adj. smooth) kureva mburuzvira.
  • Kabiye inoti soka (large ivory bracelet). Mamwe mazwi: tandam, tandamaa (deaf) kureva matsi.
  • Kabiye inoti taya (v. scale - as in climb 2.n. strecher) kureva kukwira. Mamwe mazwi: tefeni (n. pillow) kureva mutsago.
  • Kabiye inoti tembe (adv. really, absolutely, actually). Mamwe mazwi: tendene (1. clay bed; 2. stair step).
  • Kabiye inoti teya (n. scale; stretcher; gate). Mamwe mazwi: tuɖa (1. sister-in-law; 2. brother-in-law).
  • Kabiye inoti toma (n. physical vigor) kureva chisimba. Mamwe mazwi: tuutu (1. cold; flu).
  • Kabiye inoti yɩɖɩɖɩ (adj. vertical). Mamwe mazwi: yʋlʋnzɩ (n. blindness) kureva hupofu.
  • Kabiye inoti kaabɩɣa kana kaabɩ́sɩ (which does not grow in size; dwarf) kureva chinhu chipfupi kana munhu mupfupi.
  • Kabiye inoti kaakendu (laissez-faire; negligence; breach) kureva chero zvazvaita. Mamwe mazwi: kaali kana gari (n. cassava flour) kureva hupfu hwemufarinya.
  • Kabiye inoti kaɖɩyɛ (guinea fowl crest) kureva muchochororo wehanga. Mamwe mazwi: kiŋgiɖe (1. upside down, 2. reverse, 3. backwards).
  • Kabiye inoti kazʋwa kana kifau (n. 1, advantage; interest; profit; 2. consequence). Mamwe mazwi: kiɖeɖeu (adj. beautiful).
  • Kabiye inoti kɩtam (adj. qual. what is related; what is attached derived from tam "bind").
  • Kabiye inoti kpɛdɛ (smooth; nothing). Mamwe mazwi: kpɩna (cattle) kureva mombe.