Kuyerera (to flow) izwi rinotaurwa pakudarika kwemvura kana chimwe chakaita semvura - sokuti kuyerera kwerwizi kana kwerute.

Mamwe Mazwi

chinjirudza

Mitauro yeAfrica

chinjirudza
  • VaZigula vanoti kusela (v. to flow) kureva kuyerera. VaLenje vanoti mukuku (Current, flow of a stream or river) kureva gukurudzi rerwizi.
  • Kikongo inoti kukula (flow along, flow down, run down as water, trickle, pour down, drift, roll down). Venda inoti -ela kana -elela (v. flow as a river).
  • MaZulu vanoti ewuka (Descend, go down; flow down). Mamwe mazwi: ewula (Bring downward, move down; Follow a course downwards). Ukwewuka nomfula (to follow a course down stream).
  • Zulu inoti lweza (Stream slowly down (as thick oil from a receptacle) kuyerera chinyai semafuta. Bavili vanoti kuumbë (v. to flow) kureva kuyerera.
  • MaZulu vanoti goboza (Flow - as liquid) kureva kuyerera. Bambara vanoti yɛ̀lɛ̀ma (vi. move, change).
  • Teso inoti alele (v. flow) kureva kuyerera.