Teso mutauro weNilote unowanikwa muKenya neUganda

Mashoko Anotodza Bantu

chinjirudza
  • Teso inoti emaase (n. a locust) kureva mhashu.
  • Teso inoti kotoma (inside) kureva mukati. Herero inoti omo-ukoto (centre, core, inside, middle).
  • Teso inoti ecai (n. tea) kureva tii.
  • Teso inoti emugati (n. bread) kureva chingwa. Mamwe mazwi: emupira (n. ball) kureva bhora.
  • Teso inoti soma (v. to read) kureva kuverenga. Swahili inoti soma kureva kuverenga.

Mamwe Mashoko

chinjirudza
  • Teso inoti akan (n. arm) kureva ruwoko. Mamwe mazwi: akwan (n. body) kureva muviri.
  • Teso inoti ekirore (n. name) kureva zita. Mamwe mazwi: kokidin (in the middle).
  • Teso inoti ekojo (n. an arrow) kureva museve. Mamwe mazwi: etome (n. elephant) kureva nzou.
  • Teso inoti ebotet (n. a device) kureva chombo chebasa. Mamwe mazwi: epiri (n. pole) kureva bango.
  • Teso inoti ere (n. a village) kureva musha. Mamwe mazwi: ekus (n. a needle) kureva tsono.
  • Teso inoti ekume (n. nostril) kureva mhuno. Mamwe mazwi: adeka (n. disease) kureva chirwere.
  • Teso inoti akwana (to be sharp) kureva kutesva. Mamwe mazwi: akidoka (to climb) kureva kukwira.
  • Teso inoti adoket (ladder) kureva manera. Mamwe mazwi: akidoka (to climb) kureva kukwira.
  • Teso inoti onaci (brother, cousin) kureva mukoma kana munin'ina.
  • Teso inoti papa (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: lupapa (fathers) kureva madzibaba.
  • Teso inoti toto (mother) kureva amai. Mamwe mazwi: lupapa (n. mothers) kureva madzimai.
  • Teso inoti aberu (n. woman) kureva mukadzi. Mamwe mazwi: naberu (female) kureva munhukadzi.
  • Teso inoti amusara (n. bulrush - a grass-like plant). Mamwe mazwi: aputo (n. image, likeness, picture).
  • Teso inoti arupepe (n. trumpet, horn) kureva bhosvo. Mamwe mazwi: arupiya (n. rupee) - fananidzai nokuti Rupiya.
  • Teso inoti atekeie (n. clan, family) kureva dzinza kana mhuri.
  • Teso inoti epone (n. Custom, habit) kureva tsika. Mamwe mazwi: -jara (v. to live, he alive, in health).
  • Teso inoti -tata (v. to forge, work iron) kureva kupfura simbi. Mamwe mazwi: toma (prep., in, under, inside).
ChiShona Teso English
Posi ediopet One
Piri iare Two
Tatu inni Three
Ina inni'won Four
Shanu ikan Five
Tanhatu ikankape Six
Nomwe ikankaare Seven
Sere ikankauni Eight
Pfumbamwe ikankaun'won Nine
Gumi atomon Ten

[1]

  1. https://ia600908.us.archive.org/26/items/handbookofatesol00kitc/handbookofatesol00kitc.pdf