Rupiya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Lloyd Rupiya; Tendai Rupiya; Faith Rupiya; Annie Rupiya.
  • Zvichibva kuPortuguese, rupiya izita remari yakabatana iri twenty cents.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti lupiya (a red fez) vachireva chinguwani chitsvuku.
  • VaZigula vanoti lupiya (n. rupee) imari yarehwa iyo.