Mufenje (Cussonia spicata) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe. Muti uyu hauna gavi, une gwati rakapfava rinokwanisa kusvotoka kubva chimuti.
Mamwe mazita emuti uyu anonzi: mushondya, musheme kana mutobvi.