Mufenje

(runangakatsva kubva kuMusheme)

Mufenje (Cussonia spicata; Cussonia spicata) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe. Muti uyu hauna gavi, une gwati rakapfava rinokwanisa kusvotoka kubva chimuti.

Mashizha eMufenje

Mamwe mazita emuti uyu anonzi: mushondya, musheme kana mutobvi.

Zvirevo chinjirudza

  • Mbudzi kudya mufenje hufana nyina.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Zvakakochekwa chinjirudza