Kuunganidza
(runangakatsva kubva kuKuungana)
Chinyorwa chino chiri kubatanidza mazwi anoreva kuunganidza:
- Kuunganidza kana kuvunganidza (to gather together anything including people and animals).
- Kutota kana kutotota (to gather all leaving nothing behind).
- Kunongerera (to gather and keep for rainy days).
- Kukwapa (to gather or put together hearsay evidence).
- Kugoka kana kupara (to gather live coals for use elsewhere).
- Kukukudzira (to gather objects that are scattered).
- Kukotsvanidza (to gather together different things).
- Jenga (to gather on the surface water)
- Kuvunganidza kana kuungirira (to gather e.g. dry sticks to start fire).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Yao vanoti kuunganya (to gather many things together) kureva kuunganidza. Swahili: ungulika be separable, divisible, detachable).
- Baila vanoti ku bunga (to gather, to accumulate) kureva kuunga. Lugwere vanoti muwungi (n. accumulator).
- Lenje vanoti wunga (gather, collect). Herero vanoti onga (cumulate, gather together and combine) kureva kuunganidza.
- VaSwahili vanoti unganika (be combined or united). Mamwe mazwi: ungua (separate, take apart, detach, disconnect).
- Swahili vanoti unganisha (join, glue together; combine). Mamwe mazwi: ungamana (be connected, cohesive, coherent, interdependent).
- MaZulu vanoti bungana (1. Associate with, be in the company of; 2. Be friendly with, get on well together) kureva kushamwaridzana. Mamwe mazwi: bunga (gather together on to; flock around, swarm over).