Ruvara rweMusha
Ruvara zvinoreva nzvimbo iri kutemwa miti kuti pavakwe musha - new ground for building house.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Paruvara varume vanotema nzvimbo yedare.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- MaZulu vanoti ilibala kana amabala (Open space, cleared space in field or courtyard, threshing-floor) kureva ruvara.
- MaZulu vanoti ukusina ebaleni (to dance in the courtyard) kudzana muchivanze.
- Herero vanoti ou-vara (n. dominion, chiefdom, power). Mamwe mazwi: oru-vara (exercising power or authority; captainship; ascendancy).
- Digo neGiryama vanoti chandza (building site, plot of land already prepared to erect a house on).
- Lozi inoti sisa kana lisa (n. site, premises, reserved plot in the capital) kureva ruvara rwakabatirwa nemumwe.
- Vei inoti bara (n. place; large open space, yard). Sangho inoti bala (n. an area within a village enclosed by a hedge or fence).