Sasa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Sasa igonhi rokuvhara musuo rairukwa netsanga.
  • Musasa kana sasa (a troop of cattle) danga remombe zhinji dziri.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.