Shakanhi
Shakanhi (kureva sheet of paper; paper) kana bepa, chinhu chitete chakagadzirwa (zvikuru) ne marise (fibre) e huni akatsindirwa pamwe chete. Vanhu vanonyora pabepa nepenzura kana karamu, uye manwadhi ne mamagazini anogadzirwa ne mabepa. Bepa rinogona kunwririra mutuvi senge mvura, saka vanhu vanogona kuchenesa zvinhu nebepa. Kune mhando dzakawanda dzebepa.
Vanhu vakatanga kugadzira bepa waive Machayina.
Zita mumitauro ye Chibantu chinjirudza
MuChiswahiri - Bepa rinonzi karatasi kutora shoko reChigiriki Χαρτί kharti rakabva wo kuChiarabhu قرطاص qartas.
MuChishona rinenge richinzi kaharati kutora shoko reChigiriki kana karatasi futi kutora shoko reChiarabhu.
- Ikhasi muChizulu