Mushuma

(Redirected from Shuma)

Mushuma kana mutunduru (Diospyros mespiliformis. Jackalberry) muti unowanikwa muZimbabwe unobereka muchero unonzi shuma, shenje kana chenje.

Chenje.jpg

Mitauro yeBantuEdit

  • IsiNdebele vanoti umdhlauzo (Diospyros mespiliformis. Ebony Diospyros) kureva mushuma.

MapikichaEdit

ZvakakochekerwaEdit