Sibve
Sibve izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Faith Sibve; Clementine Sibve; Tafadzwa Sibve; Tryson Sibve.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChibantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Chifwe chinoti sibbwe (jackal) kureva mhungubwe (gava)