Open main menu

Muchidzidzo fundoyetsimba, Simba reNhekairo (kinetic energy in English) zvinoreva simba rinokonzera mitumbi kufamba kana kuti simba riri kukonzera mutumbi kufamba.


Simba reNhekairo rinometsurwa neenzane inotevera:

Simba reNhekairo = (m x v2)/2


Kupiwa KwezitaEdit

Shoko rokuti kutekaira rinoreva kufamba kumutauro wechiBudya chinotaurwa kwaMutoko. Saka shoko rokuti nhekairo ndiro riri kuturikirwa pano kureva motion or movement kuEnglish.