Tadiwanashe kana Tadiwanaishe izita reChivanhu rinogona kupuhwa chero mwanasikana kana mwanakomana.

Mamwe mazita akafanana anoti Adiwanashe, Tadiwatose, Madiwa

Ringai zve: chinjirudza