Tinotendaishe izita reChivanhu rinorumbidza Mwari, rinosanganisa kutenda uye naIshe. Izita rinogona kupuhwa chero vana vechikadzi kana vechirume.

Mamwe mazita angati Tomutenda, Tomutendaishe, Tendeka, Tadiwanaishe

Ringai zve: chinjirudza