Togwa, Torgwa kana Torwa izita rokupiwa rechirume rinowanikwa muZimbabwe, kana Vutswana pakati pemarudzi echiShona, kunyanya pakati Vakalanga, ne Vakaranga.

Mamwe mazita akanaka: Togwei, Gwisanai, Gwisano, Nyatsimba, Vhuramai

Ringai zve: chinjirudza