Kuveza
(runangakatsva kubva kuTsendo)
Mashoko ari pachinyorwa chino ane chekuita nekuveza, zvinoreva kushanda nemapuranga kana miti uchigadzira zviro zvine chiumbiko chaunoda.
- Kuveza, kusenda (to plane, to make smooth, to peel as of potatoes).
- Kusesa (to adze, to carve out, to cut peel off, to work in wood).
- Tsendo (plane, carpentry equipment).
- Kutsepeteka (fit flushly). Akabatanidza mapuranga akasara anatsoti tsepete.
- Mukoweri (skillful person; one who repairs wooden articles).
- Mujokoro (Large auger for burning holes in wood).