Tumbuka izita remhuri rinowanikwa muAngola neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Mario Agusto Tumbuka; Alice Tumbuka; Christelle Tumbuka; Salama Tumbuka.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Umbundu inoti tumbuka (v. be on top of mountain or plateau).
  • Umbundu inoti tumbuluka (v. come to surface of water). Umbundu inoti tumba (v. swell, rise).