Ruambavakadzi

(runangakatsva kubva kuUnenavakadzi)

Izwi rokuti Ruambavakadzi (Gynaecology kuChirungu) riri kushandiswa pano kutaura denhe reruzivo rehurapi rinodzidzisa zvehutano hwevakadzi zvikurusei kutarisa hutano hwenhengo dzesikarudzi. Munhu akaridzidzira achiita basa rokutarisa hutano hwenhengo dzesikarudzi dzechikadzi anonzi chiambavakadzi, hazvineyi murume kana kuti mukadzi ari kubata basa racho.

Kupiwa kweZita chinjirudza

Mazwi eBantu chinjirudza

  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).