Mubatanidzwa weNyika Pasirose

(runangakatsva kubva kuUnited Nations)

Sangano reMubatanidzwa weNyika Pasirose (nechirungu United Nations) (MNP-UN) isangano rinokotsvanidza nyika dziri pasirose; sangano iri rakaumbwa mugore 1945 zvichitevera kupera kweHondo yePasirose yeChipiri. Sangano iri rine zvinangwa zvina zvinoti:

Mubatanidzwa weNyika Pasirose , Geneva, Switzerland
  • Kukurudzira kuwadzana pakati pemarudzi nenyika pasirose.
  • Kubatsira marudzi nenyika kushanda pamwechete nechinangwa chokupedza:hurombo; nzara; zvirwere; nekusadzidza, uye kururudzira kuremekedzana pakati pemarudzi nevanhu panhau dzine chokuita nekodzero dzevanhu nerusununguko rwevanhu.
  • Kuva muzinda unoringanisa nokuyananisa mabasa anoitwa nemarudzi nenyika kuti vakunde pazvinangwa zviri pamusoro izvi.


Muzinda weUnited Nations uri ku[[

.