Vaswahiri (swa: Waswahili; Waungwana) kana Waswahiri, usanganiso hwe mapoka emachava eVabantu kamodza, Vaafurikaarabhu ne Vakomori anogara kuhombekombe re Swahiri, ruwa rinosanganisa gururundu re Zanzibhari uye nyikahuru ye bhahariganhi re Tanzania, littoral Kenya, maodzeranyemba eMazambuko, Zvitsuwa zve Komori, chemhembemadokeri eSomariya uye Maodzanyembamadokeri eMadhagaskara. Vaswahiri vokutanga vanozvibvisa kuvamwe Vabantu nokuzviti Vaungwana (Vasivhiri). Muzvimwe zvisi (enz. Chitsuwa cha Lamu), kusiyana kwacho kunonyatso oneka nekuda kweumbika kwe mapoka enzanga uye mitauronyina, zvichitindika nzira yaka batanidzikana Vaswahiri neufambe wenguva. Kandi kaunyanye murizvino, wuziviso we Vaswahili hunotaravara kuchero munhu weChiafurika anotaura Chiswahili semutauro wake wokutanga, munhu musalamu uye munhu anogara mudhorobha riri mumameini ebheni mapakati eTanzania yanyamushi uye Kenya yeruhombekombe, maodzeranyemba eMuzambuko, uye Komori, nenzira ye Kuswahila (swahililization).

Mashoko chinjirudza