Vladimir Vladimirovich Putin (Chirhashiya: Владимир Владимирович Путин; akazvarwa 7 Gumiguru 1952) anoita nezvehutonganyika hwe Rhashiya uye aimbove mwofisa we hungwaru, asi ikozvino ndivo ave kushanda sa mtungamiri kana se mtungamiri m'piri weRhashiya, chinzvimbo chaakawana kubvira muna 2012, uye kare kubva muna 2000 kusvika 2008.[1] Akambo shanda so mutungamiriri wehurumende kubva muna 1999 kusvika 2000, uye zvakare kubva 2008 kusvika 2012. VaPutin ndivo munhu wechipiri akashandiri semtungamiri weYuropu mushure ma VaAlexander Lukashenko wekuBherarusi.

  • Mareketerwo ezita rake neChishona ndi Vhuladhimaya Putini.
2021

Mabviro eruzivo chinjirudza