Kukanyira

(runangakatsva kubva kuWandikanya)

Kukanyira (to spoil for) zvinoreva kutadzisa kana kuvhiringa munhu pane zvaanga akaronga kuita.

  • Wandikanya Bella, ungadai usina kufana wataura kuti ndiri kuuya.
  • Fadzi akandikanyira, nokuti dhiri rangu ranga ratoita.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaBukusu vanoti khúukaania (vtr. prevent, forbid, cause to refuse, prevent).
  • Umbundu vanoti kanya (begin and be unable to finish).