Hufombwe

(runangakatsva kubva kuYakakombwera)

Muchidzidzo chePimanyika, hufombwe, fombwe (Concave) izwi rinotsanangudza chiumbwa chine uso hwakafovera mukati. Mufananidzo ungapiwa imbiya inopakurirwa usavi kana kuti mugero unocherwa pakugadzira gandiwa rinoeredza mvura.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza