Zangata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Angola neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Loide Zangata; Ruth Zangata; Sara Zangata; Chikunga Zangata.
  • Zangata kana chimagi zikapu zihombe rinoshndiswa kuisa doro rechibuku.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.